Mugwagwa mutsva

ChiShona English Kudzai anotamba neshamwari yake Anna. Vanofarira kubata ishwa. Kudzai plays with her friend Anna. They enjoy catching edible flying termites. Vasikana ava vanogara mumana rimwe. Vanotamba vese. Vanotambira pamugwagwa weguruva. Mugwagwa wacho wasakara. Amai havafarire mugwagwa uyu. Une matombo nemakomba. Matombo anobaya tsoka dzevanhu. Makomba anouraya matayi emota. These girls live in the … Read more

Nyuchi inotya

Nzou yakaona nyuchi ichichema pamaruva. Yakabvunza nyuchi, ‘Uri kumbochemei?’ Nyuchi ikati ‘Ndinotya mhuka, asi handitye nzou. Handisi kugona kuenda kumba ndiri ndega.’ Zvikanzi nenzou, ‘Rega ndikubatsire kuwana imba yako. Tarisa pamusoro apo, pamuti, haisi imba yako here?’ Zvikanzi nenyuchi, ‘AIWA! NDIDZIKISE IZVOZVI. SHIRI YAVA KUDZOKA!’ ‘Ndine urombo. Tarisa mubako iri. Imba yako irimo here?’ Zvikanzi … Read more