Nyuchi inotya

Nzou yakaona nyuchi ichichema pamaruva. Yakabvunza nyuchi, ‘Uri kumbochemei?’ Nyuchi ikati ‘Ndinotya mhuka, asi handitye nzou. Handisi kugona kuenda kumba ndiri ndega.’ Zvikanzi nenzou, ‘Rega ndikubatsire kuwana imba yako. Tarisa pamusoro apo, pamuti, haisi imba yako here?’ Zvikanzi nenyuchi, ‘AIWA! NDIDZIKISE IZVOZVI. SHIRI YAVA KUDZOKA!’ ‘Ndine urombo. Tarisa mubako iri. Imba yako irimo here?’ Zvikanzi … Read more