Imbwa yakangwara

ChiShona English Ini ndinonzi Timmy. Imbwa yangu inonzi Luna. Yakangwara. I am called Timmy. My dog is called Luna. It is clever. Gara, Luna. Tarisa vhudzi rangu. Sit, Luna. Look at my hair. Bata mhuno. Fema, Luna. Touch your nose. Breathe, Luna. Bata nzeve. Teerera, Luna. Touch your ear. Listen, Luna. Vhura ziso. Tarisa, Luna. … Read more