Kuumba hari

Vanhu vakasiyana vanogona kushandisa nzira dzakasiyana pakuumba kwavanoita hari. Zvisinei, kuumba hari kunosanganisira kutsvaga rondo, kuumba kwacho chaiko, kudavadisa, kuomesa, nekupisa.