Imbwa yakangwara


ChiShona

Ini ndinonzi Timmy.

Imbwa yangu inonzi Luna.

Yakangwara.

Gara, Luna.

Tarisa vhudzi rangu.

Bata mhuno.

Fema, Luna.

Bata nzeve.

Teerera, Luna.

Vhura ziso.

Tarisa, Luna.

Simudza gumbo.

Tamba, Luna.

Vhura muromo.

Taridza rurimi.

Bata musoro.

Funga, Luna.

Ndinotambisa munwe.

Tambisa muswe, Luna.

Imbwa yakangwara, Luna!



‘Imbwa yakangwara’ is a translation by ZimbOriginal of the story ‘Timmy and Pepe (English),’ written by Madhav Chavan, illustrated by Santosh Pujari, published by Pratham Books (© Pratham Books, 2004) under a CC BY 4.0 license on StoryWeaver. Other modifications also include changes to the text and to the title.