Uso hwangu

Shona English Uso hwangu hwakanaka. My face is beautiful. Maziso angu akanaka. My eyes are beautiful. Nzeve dzangu dzakakura. My ears are big. Muromo wangu wakakura. My mouth is big. Rurimi rwangu rwakareba. My tongue is long. Mhuno yangu yakakura. My nose is big. Chirebvu changu chakapfava. My chin is soft. Tsiye dzangu dzakanaka. My … Read more